Citizens Coalition for Change Jackie Ngarande has urged her followers to voted for change ahead of the forthcoming elections.

She said: “VOTE FOR CHANGE if you are my follower naizvozvo uchaziva kuti

️🍋Hautengese destiny nekuda plate yeRice , chicken neMirinda zvemahara,you will afford it

🍋Hautengese Destiny nekuti waisirwa mari patafura.

🍋Weekend haisi yekuita washeni,It’s for bonding

🍋Zvekuisa cup yesimbi mufridge muchichengeta maused cooking oil is not healthy for reuse

️🍋Makanda ehuku,enguruve haadyiwe semain muriwo.

🍋Makanyanisi chii chamunodya,Inyama yei iri mumakanyanisi muchazviregera kudya ,kudya nyama dzakaora dzakagaiwa.

🍋Kurapwa nemishonga yekupihwa muraini is not ideal it’s risky.

🍋Kukwira ndege will be normal hakumishamise muchaneta,pane kudadirwa nemhombwe nembavha,haurarirwe ticket rendege.

🍋Ucharegera kuzvidzikisira pasi nekunokumbira headmaster vasadzinge mwana wako kuchikoro because of school fees.️

🍋Uchaitawo masavings ako ,mari isina zita mubank ️
🍋Uchachengetawo vabereki vako mushe sezvaurikushuwira.

️🍋Uchaitawo choice yemota kuti nhasi ndinodawo iyi not iyi not kupihwa mota dzeropa

🍋Yorghurt neDrink hazvisi zvevana chete ,zvichadyiwawo nevakuru.

🍋Uchakwirawo train from Mutare to Madziva Mt Darwin.,Ruwa to Rusape ,Mrehwa to Kotwa Mtoko.

️🍋Mabhazi achafamba netime 10am 1030am etc, ️🍋Breathalyzer will be on all roadblocks to capture culprits.

🍋Muchatengao mota nyowani not dzakambofamba
nevanhu vakafa kujapan dzebeforward😞

🍋Muchaitawo maambulance anouya within 10 minutes paaccident scene.

🍋Kuchitawo 911 yekufona paemergency vanhu vachibatsirikana munjodzi dzinosanganisa domestic violence etc

🍋Fire Brigade inouya nemvura patsaona yemoto.

🍋Mucharapwawo Cancer Nekuvhenekwa nanamazvikokota musiyane nekurapa Cancer nemiteuro nemishonga yechibhoyi,Cancer will be detected early bcz of regular medical checkups.
Kwete zvekuita 10 years not medical check up nekuda kwenhamo.

🍋Varume vacharegawo kuteera vamwe varume kumashure seimbwa ye chirungu vachiti Mbinga Mbinga,Boss Boss ,bcz vanenge vakubatawo mari

VOTE FOR CHANGE 🗳

From a Jobless Citizen born 1990
Tete Jackie Ngarande