Mai Titi has been trending of late after she was busted for having an affair with a married man.She has however responded by saying:

“Ukaramba murume, omudzingira panze omunyima bonde gorerose , anongonotsvaga kumwe otomitisa ororazve iwe otanga kufurufusha mukadzi uye arorwa, vosiyana zve, oendazve pamwe obvongodzazve. Anozokunyengera joki risingajaidze oriitira dzungu robva rakutensera rokumamisa pamusoro pazvo.
Batai varume mushe mudzimba umo otherwise unozongogarira vana Murume ane zvitumba kunze .
Opedzisira wangobatirira bepa baba vakatama kare.
Usapedzere shungu kune anyengwa haana zvaanoziva, sungirira imbwa yako yawaimbodadira ikazoenda kwayaipiwa sausage.
Onamata kuti Mwari chindidzorerayi imbwa yangu but ukaona imbwa yaita vakadzi 2 after iwewe otongogarira vana unongoionawo painouya kuzoona vana. Nekuti idzo imbwa dzamunoti imbwa idzi dzinoda vana vadzo sterek .Unozongosara wakabatirira mamessages akudhara awaimbonyengererwa.
Ndatenda”.