Socialite and comedian Mai Tt has apologised for attacking and humiliating Wasu after rumours that she has chased her makeup artist started circulating.

Mai Tt said said Wasu is free to do what he wants adding that she has extremely nothing against him.

Goodmorning fam

After I looked for a job for Wasu kuti awane mari yake yaanoisa muhomwe make a month later akauya kwandiri akati mom I want to grow and find myself my little space to rent . I then asked him are you now fit to live on your own because the last time he rented I was the one paying rent yake I ended up saying I can’t keep paying rent for you when I have a house ine space. He returned again kumba kwangu and we stayed happily.
This time again he said I want to move out then I said I give you my blessings you can go but you are still a part of this family.
Remember nyaya ye move out iyi taitaura tiri tega mumba without anyone akayinzwa. Wasu akaramba aripamba kusvika izvezvi apa akange awoneka last month yapfuura iyoo. Because i didnt care kuti seyi asati aenda handina kubvunza kuti why are u still here . Ndakazoshamisika ndakufowardirwa mamessage ekuti heee Wasu akati adzingwa neni . I was shocked kuti munhu aoneka ega last month ko adzingwa nani . A lot of messages came to my inbox and considering kuti hapana umwe aiziva kuti Wasu akaoneka kunze kwangu naye but zvazara facebook .
Ndakataura neshungu kuti shuwa munhu wandaiiitira zvese anganyebe kuti adzingwa why ??? If i didnt care about him nezvinhu zveseeee zvinotaurwa nemakuhwa kuti this and that angadayi akaenda kare but i always said people want to separate us but on this guhwa there was noway people would guese zvatakataura tiri vaviri .
Zvinotsamwisa zvinogumbura zvinorwadza kugara uchirehwa nemunhu wausati kana wakambotadzira. after family feuds and everything i took Wasu and made him my family . vamwe muchigaromubasher kuti munhui i didnt care about it ndaingomuda zvakadaro. Aigara semwana mumba mAngu haasati kana akambotsvaira mumba because aisagarira izvozvo ndaimuti rakobasa kutsvaga mari through makeup. i made felisha beauty products but all these products dzaishandiswa naWasu kuita vanhu makeup more like i made for him .

I apologize for my temper because i was extremely hurt and angry .

I have done my part as a person and i dont hate him .
I have nothing against him because there s nothing to be against him .
I went to his parents and they are aware of everything.
God bless him and his endeavors.