Nash paints boss Tinashe Mutarisi’ uncle Holman Piniel Mashamba has passed away.

Tinashe said the man helped him acquire the most valuable asset in his life.

“Makazongoona munhu ari zii ka?
I lost my Bamkuru and the guy who helped me acquire the most valuable asset in my life, Mufundisi Holman Piniel Mashamba munyai wangu.”

Mashamba will be laid to rest in Masvingo.

He added: “The way I loved and respected this man handikwanise kutsananangura huye hakuna kana munhu one angambozvinzwisise. Ndinongotenda Mwari nekundipinzawo muhupenyu hwavo. ”

“Anyway kune vese vandakasangana navo in Masvingo kusanganisira vakangondionawo frm afar vakati that’s Tinashe Mutarisi, girls rairuka pamukoto close to okay pane uya wekuti who is Tinashe Mutarisi and what’s @nashpaints, Rasta d barber, @kundipresspvtltd, jc pa tollgate, Eunice the lady boiler maker, rasta vepa okay vaida kunditengera sadza re $1,50, Taku nevamwe vese thank you for helping me feel better panguva yekumanikidzika.As always Masvingo, I love you frm the bottom of my heart!”