*Chikwapuro chehigh blood pressure nema ulcers.*
MUTOHWE unobatsira chose kune anamai vasingafarire bonde/vasina mafeengs,
MUTOHWE unobatsira zvakare kune avo vane high blood pressure.
Unobatsirazve dambudziko rema acids nezvimwe zvakawanda chose zvakaita sekurwadziwa nechipfuva.
Hongu,mashizha emutohwe ane Simba chose.yes,mashizha aye manyoro emutohwe (fresh leaves).
*Mashandisiro*
Tora mashizha Manyoro emutohwe woboiler mumvura.Mvura yacho ndiyo inonwiwa mangwanani tisati tadya,uye kana nguva ipi zvayo yatinenge tichinzwa nyota.
*You will begin to see a change kunyanya kana uine dambudziko rehigh blood pressure,blood sugar nestomach acids*
*KURAPA MAULCERS*
Chekai popo mbishi nemakanda aro moisa mucontainer yeplastic inovhara modira mvura yoenda pamusoro pemapopo movhara for 4days mozosefa mosara zvipopo mvura moisa mufridge munenge makutora half glass every morng modziisa monwa kusvikira yapera
Jeko HONHO
Tsvaga mutamba mukono wokwatura makwati woisa mumvura wozonwa hako
Bad breath
Take a teaspoon of Apple Cider vinegar muhalf glass remvura ,shandisa mvura yacho as mouthwash after brushing your teeth🙏
MAFUSE
-; Mix bicarbonate of Soda ne Vaseline wozora pese pane mafuse kana wakurara .
Kana kutora mashizha emu zhanje wechirungu womatswa muto wacho mozora pamafuse.🙏
BAD BREATH
-;Vane dambudziko rekunhuwa mumukanwa ,Pisa mashizha manyoro eguava kusvikira aita dota ,chigeza meno nedota racho🙏
SIKI YEMUDUMBU
-; Svuura gavi remubvamaropa wosanganisa negavakava woisa mumvura wonwa kwema zuva matatu🙏
DUMBU RANETSA NEKUKURA
-;Tora 500ml to 1 liter ye warm water ine 2 zvivharo zve Apple Cider ne Lemon ,take on an empty stomach every morning before any meal.🙏
VANA MAI KANA UCHIDA KUPISA MUVIRI
-;Kana uchida kuti upise muviri/body zanganusa Garlic,Ginger,Cinnamon neHuchi ,wopota uchidya hako ,muviri unodziya zvekudziya zvekuti🙏
KUTI DUMBU RIPERE
-; Tora Lemon mix ne coffee yakati wandei monwa kuseni musati madya ,inwai se tea dumbu rinopera zvese nemagadziko ,uye muviri wacho unodzoka asi pasadzamodzikira chikero 🙏
CHIRWERE CHE SUGAR
-; Batsirikai nekuvirisa / boil mashizha eMupane tree monwa mvura yacho Mira kudya zvimwe zvikafu kwe 30 mins,after that
mozodya henyu🙏
-;Kana kuboiler mashizha emuSAU / SAWU monwa cup 1 pamwedzi🙏
Remedy for Big Tummy/Dumbu
2l of water
1 Cucumber
4Lemons
1 Ginger
10Leaves of Mint
Cut all into smaller pieces add mint leaves ,boil for three mins sieve and drink the juice first thing in the morning Mazitumbu anopera ose kuti gwaaaa🙏
KATURUTURU
-;Tora chimwana chenhundurwa wochiboora kaburi kanokwana chigunwe chako ichocho chine katuruturu ,chichiisa chigunwe mukati kweka nguva wozobvisa hako🙏
PFARI
-;Tora gomarara remutunduru worikuya wobika bota rezviyo risina salt ne sugar ,wopa anenge achirwara wacho asi bota racho rinodyirwa paguyo panze zvobva zvapera🙏
NZEVE INERONDA
(1)Mutohwe leaves
Guava. Ieaves
Garlic leaves
Tomatoe leaves
Colgate Original
Mashandisiro-; Tswanyai tswanyai chero chaunenge wawana pane zviri pamusoro ,chiisa muto wacho pane Ronda ( Tsvana)🙏
AKADYISWA AKAZVIMBA DUMBU
-;Tsvagai matoto eHungwe moisa mumvura mozonwa henyu,zvinoita mushe 🙏
MUDUMBU
-; Kuruma ruma kwemudumbu shandisai chifumuro kana murumanyama ,munotswanya moisa mumvura monwa munopora 🙏
KUTI USATSIKIRIRWA NEMA DZIKIRIRA
-;Kuti usatsikirirwa ,chekutanga chengetedza Mutsvairo wako ,mutsvairo wako ngausa rare panze chero zvodii,Varoyi vakawana mutsvairo waunotsvaira nawo vanenge vapedza newe
(2)-;Chepiri kana wava kurara manheru usingade kuti varoyi vasapinde mumba,tora mutsvairo wako waunoshandisa pamba pako muise mumba mako kunotsvaira kuya kwakanongedza panze kwauno bata nako uchitsvaira kwakanongedza mumba mako kana kuuchinjika pa door waka pesana nemugoti pamusiwo pako asi mukati memba
(3)-;Unokwanisa kuisa chipfeko chako chemukati pa door,hautsikirirwi nemadzikirira,uye varoyi havapindi🙏
PAIN KILLER
-;Tora muMvee para mwana wacho cut to smaller pieces leave to dry ,once dried pound in a mortar until soft,add mu porridge each time you feel pained 🙏
KURAPA NYON’O / ACIDS
(1)-;Drink nhoko dzembudzi semapiritsi 1 per day
(2)-; Boil guava leaves and drink water as tea.🙏
(3)-; Take 3 pawpaw seeds and drink as pills with water for 3days .🙏
(4)-; Inwa makwati e Murumanyama or kutsenga Tsangamidzi or drink Mayogel🙏
(5) -; Cut raw pawpaw boil with its seeds ,drink the water 3 times for 3 days for 3 weeks
(6)-; Tora Hapa or water Lilly plant rinowanikwa mumvura riya re green,chineshizha sere dhumbe,chera chimwana chacho chinenge mbambaira .chicheke woisa mumvura for some days wozonwa mvura yacho🙏
(7)-;Tora gaka renyoka riya ritsemure woisa mu cup ye tea wozadza nemvura overnight .kuseni uchangomuka drain the water and drink ,acids anobuda ose🙏
(8)-;Tora makwati emuti unonzi Mutiti woisa mupoto inemvura dziisa pastove ,chinwa mvura yacho inorapa ma Alcers zvakare🙏
(9)-;Gara uchidya Ginger🙏
(10)-;Idya porridge rine powder yemuti unonzi Mukundanyoka ,tenga itsvo 2 dzemombe wobika nemutufu wodya wozonwa hako muto🙏
Timbokurukura rekuseni seni kudai nehama dzangu 🐒🐒🐒
*Okra/Derere Rechipodzi*
Wash,remove the base and soak overnight🐒🐒🐒
Drink on an empty stomach.
Its good for ovulation,lowers bp,lowers diabetes,cures stomach ulcers, good for the skin,promotes hair growth,safe method for masuwo,boosts up libido.Reduces stress, healthy pregnancy,kuwedzera ropa,kurapa moyo,kurapa lever,kupedza constipation.
Kune varikutsvaga *mbereko* vakurudzirei kunwa okra water
The remedy is to be taken for 2 to 3days or once a week
🐒🐒🐒
*kutanga pa7 mnths*
1. Cooking oil usina chawadya makuseni idziise umwe,kn uchnzwa kuda kurutsa nayo svinira lemon muromo soon uchangonwa haurutsi
2.warm water,makusen Sina chawadya zvakare
3.Steamer Ku VJ ne hot water Kanda zvimunyu zvemagodo mbijana
*Wasvika 36 weeks*
1.Nyemba kunyika mumvura overnyt womuka ichinwa makuseni ega ega
2.kutema mudzi Waka crosseer road wofuratira haucheuke ,helps Pama breech
***3. Kana uri kure nechipatara yorwadza bereka dombo uchingosvika pachipatara riburutsire ipapo kuitira usazvarira munzira
4. Kan uchidya munya itira tsvina mumwena usazoita dhodho
5. Ivhu renhuta robetsera ft kn wakasungwa
6. Ndove yenzou kungoisa muvhura wongopota ichinwa hako pawanzwira nyora
*Labour day*
1. Inwa coke🧋
2. Idya Pineapple🍍
3.inwa wet yako
4.inwa mvura ye key🗝️🔑🔐🔓kuitira vakasungwa vaye