Saruwaka im not against you but vana vezimbabwe ngavazive kwawakabva.

I told you vana vezimbabwe kuti Saruwaka, Jim Kunakana Godfrey Tsenengami vaiva team raida ku runner campaign ya Kasukuwere.

Vakazorwadziwa kuti Nyokayemabhunu akazoenda sei pedyo na Kasukuwere ndokumunyudzisa.hameno vakazowanei .

Saruwaka airamba kuti hana hukama mu politics na Kasukuwere.

Ko VaSaruwaka apo maitei uye avo havasivo here va Kasukuwere.

Zvemari azvichina basa yakatopera chipindurai apo nakasukuwere maita maths dzipi.dzakabudirira here maths dzenyu

Saruwaka makatengesa nyokayemabhunu muchiti padyiwa mari yetransport ye demo ,mari yamasaziva kuti yaiva marii