Monday, August 10, 2026
Home Politics WATCH LIVE: Makomichi Speaks On Chiwenga Presidency

WATCH LIVE: Makomichi Speaks On Chiwenga Presidency

26

WATCH LIVE as Gambakwe unpacks the statement by Isaac Makomichi:

Isaac Makomichi
@IsaacMakomichi

Lyn, I know kuti you are being paid, and ukaramba uchinditsvaga unondiwana. Tell vanhu vari kukutuma kuti zvanzi nalsaac Makomichi, you can face me directly because number dzangu dziri easy kuwana. I supported VP Chiwenga out of kuvafarira, and I have lost a lot along the way, and I didn’t get any cent, chero $1 zvaro — not zwavataura kuti ndainge ndatumwa naTagwirei or naHE ED. Hongu ndaida VP Chiwenga vapinde 2028, but CAA3 yakati ED ngavambotonga until 2030, so whoever is candidate yake must wait until 2030, simple. Plus uri kunyepa because HE ED naVP Chiwenga havasi kurwisana. Inini I’m allowed to post about ED because he is my President and the 1st secretary of ZANU PF, and I’m also allowed to post any other ZANU PF member the likes of Tagwirei because vanenge vane zvavari kuita zvinobatsira nyika. Ku poster munhu 1 kwandaita paya kwaiva kutorasika. And my last words kune vanhu vakutuma ndevekuti “I fought CAB3 nenzira dzese zvekusvika pakugara pakadoma mu Komba Lwenda” zote.

He is my President and the 1st secretary of ZANU PF, and I’m also allowed to post any other ZANU PF member the likes of Tagwirei because vanenge vane zvavari kuita zvinobatsira nyika. Ku poster munhu 1 kwandaita paya kwaiva kutorasika. And my last words kune vanhu vakutuma ndevekuti “I fought CAB3 nenzira dzese zvekusvika pakugara pakadoma mu Kombie kunotsvaga free WiFi in town, and I didn’t get any cent from anyone, not even data rez30 cents. Then after ndavakuti ED2030 moti ndainge ndakatumwa — learn to appreciate uye learn to correct your mistakes.” Ndakangotanga ndege kuti Chiwenga2028 ndisina ainge andituma. I’m also allowed to accept ED2030 ndisina andituma. Zwazoshata nhasi because nda poster ED or KT? Haaa imika.

error: Content is protected !!