Socialite and commedian Evidence Chihera has publicly apologised to Madam Boss for falsely accusing her on social media.

Taking to Facebook, Chihera pleaded for forgiveness for spreading fake information about Madam Boss.

She said:

Guy’s ndoda kupa nguva yekukumbira ruregerero kuna madam boss. Kuita makuhwa avo kuita ma prank.sometimes kuenda ku side kwevanhu vanenge vachivarwisa.ini nemuroora tichidanana behind the camera. yes sometime tombotamba nechokwadi.kubva nhasi handifi ndakaita skit yemakuhwa yekutsvaga ma stars nezita rake kunhasi muromo wangu hauchafi wakataura zita ra tyra kana ndisiri kutaura zvakanaka nezvake.chero ndikanzi ndawana guhwa rakadi rine v11 rakadii handina munhu wandichatarisa achi ataka muroora.muvengi wako Tyra achange ari muvengi wanguwo. muromo wangu hauchafi wakataura zvakaipa nezve murume wako nezva miki infect nezve mhuri yako yese Tarisai. Yu don’t deserve the stupid skits and prank i always do in the the name of content .yes pa graft but pa graft pangu pano hapachataurwe nezva .Tyra kubva nhasi ndava bridesmaid loyal fan rako. Muroora kubva nhasi no game rekuwirirana kuseri pa public tiri ma enemy’s.you deserve respect from me.sandi nyore kuswera day rese uchizama kubatsira kuti mai vedu kuti vawane justice to play my roll at list yu give us hope.i love you so much Muroora. Vafans aaa madam boss ndiregereiwo bcz vamwe venyu muri kuzotora social media serious i don’t heti madam boss and ini na madam boss we are not enemy’s.find a place in ur heart to forgive me.for the sake of ur mental health handichatauri anything about ur mother. Bcz vamwe vakuzvitora serious.thank you so much kune vachandiregerera@ASI EVAMWE VA NDISINEI NAVO NDOITA.KO CHIPO CHANDAKA PIHWA HANDISI KUZOMIRA.news paper inga makuhwa asi motenga nekuti guhwa razoitwa neni zvaita.pamberi ne guhwa Madam boss chete handichadi kuona vachivhiringwa zvimwe zvese rato drama.kuimba maskits guhwa kushanda handisi kuzosiya musazvinetsa ndiri kungosiya aaa tyra