Madam Boss wishes her Dad a Happy Father’s day

Socialite Madam Boss has penned a beautiful message to celebrate the man who took over when her mother died, Mr Kachembere.

Writing on Facebook, Madam Boss revealed that her father always wanted her to be a pilot or a news presenter.

She thanked her father for playing a huge role in her life following the death of her parents.

She said:

Happy Fatherโ€™s Day to the Man who took over when my mum died December 1997 Baba vangu aKachembere.
Ava ndovakandi bhadharira chikoro kusvika ndega ndati iiiiiiiiiiiii chindiregai because zvaipinda neuko zvichibuda neukoโ€ฆ.

He tried vaida kuti ndiite Pilot or News reader
Saka vangavaine system yekuti vaita kuti ndi terere news dza 8 manheru dzechirungu ndozonovaudza kuti zvanga zvichinzichiii pa news ๐Ÿ—ž๏ธ pacho

Uyezve pazuva ndinofanira kuvaudza kuti indege ngani dzadarika ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

Haaaaaaaa๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚huye bodo
Thank you Babamukuru neku tora mutoro wakasiiwa naMaiChikocho makauita wenyu ๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘๐Ÿ‘