Fungisai regrets being a musician

OCMedia

Gospel musician, Fungisai has spoken out about her frustration at being a gospel musician in Zimbabwe.

Fungisai wrote:

Vaya vakazoita maCelebrity nekuona tichisekerera nekurereka misoro pamacover emaCD murisei? Vaya vakadanwa vakadaira in this long service of God and people, Irisei nzira yamakasarudza vana vevamwe vachiita madoctor, ma teacher nemanurse?

Are you happy? Murikudya richipisa here? Ini I regret every decision I have made to be a music artist. We are downtrodden day in day out.

Nomatter how tough & resilient unosvika paunoda kurubber all your life and start a quiet life uri kana kwaBushu pasina anokuziva. Obert Chari and The Hakireni Stars, Mai Patai Music,Dorcas Moyo, Feli Nandi, Tammy Moyo, Minister Micheael Mahendere GPWG, Saba Magacha, Just to tag a few.