Skimbo respond to Lady Squander

Comedian Skimbo has responded to Lady Squander a Zimdancehall artist saying she did not apologize for what she did.

This is after Lady Squander said she regrets what she did to Skimbo.

This is what he said:

Good afternoon my friends and family just want to say something uyu anonzi Squander handina hushamwri naye zvaaitaura nezuro handina kana sorry yake yaakandiita kana kuvabereki vangu.I thought @zimbabwe Repulicc Police vachatoita basa ravo nezuro cause akatiza pazvakatika takakwanisa kubata 1 wacho akaitiswa Community Service iye akatiza akadzoka zvaknyarara but docket rake riripo and RRB number yacho itoripo she’s wanted ende Mhosva Hairovi // Ndakrwadziwa Achinyepa Nezuro