Madam Boss receives $48 000 from investment club

Socialite Tyra Chikocho popularly known as Madam Boss received USD48 000 from an investement club.

Writing on Facebook, Madam Boss said she joined the club two years ago with 20 people paying USD1000 every month.

She said:

Nhaimi Ko makadii kundiudza kuti mari ye round inonakidza yoooh it’s another way yeku sevha mari
2 years ndiri mu round rema $1000 tiri 20 and I was the last kupihwa uummmm ndinongoti ndatenda hangu Joey Tanae Nyikadzino nekundi inspire but handichada ndakuda kubuda zvangu zvaita πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Joe anoita ma round emari dzakasiyana siyana
Kutangira pa $50 chaipo kusvika $1000 so guys ask me this was worth it ,Joyi aiti akafona achinditi mari ye round yakudiwa ndaibhoyekana ah but yah thank you Tete but handichada ndakubuda πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚
Ini handizozvinzwisisa manje kuti saka ndakupawo vamwe ini ndozoita sei lol it’s like ndakuidzosera ah ndabuda joyi πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚