In a popular Facebook thread that was posted this week, young Zimbabwean women spoke about their experiences being in love with married men.

Tricked into love

1. Ndaiva 18 year’s then muface ndokundipfimba akati dakukukanda paden, rimwe day pamba pauya mumwe mukadzi akabereka mwana hanzi ndini hanzvadzi ya Malvin ndakafara kani kutovapa juice tete hanzi komakatanga kudanana rinhi ndikati tane 1 week , hanzi makavata mese here ndikati kwete ndichiri virgin hanzi muroora hande kumba kwangu; tasvika paye amu boyfriend vakuona TV vakasvetuka hanzi iwe ukutsvagei pano wadedzwa nani ini paye ndapererwa tete vakazoti iwe uyu Malvin wako murume wangu haashande ndini ndirikutomuchengeta nemari yemusika umm ndakapererwa ndakatanga kuridza mhere ndikati musandirove haana kundiudza kkkk hanzi ndatoona kuti uchiri nepfungwa dzehumwana 🤣🤣🤣apa dinga rangoti ziii

Ndakadanana ndakanyeperwa kuti BH yakasungwa saka ndaitoti ndiri pedyo nekugohwesa bhora rangu.

Another woman said.

2. Takatodhonza 3 years but baba vaihura ivavo shem. Ndofunga ndakabata 8 other girls in that time frame. Ndikati no andingazvigoni ndoku hanger ma boots
Then the truth came out BH was always there
Akazobata our chats 2 years later kwakuita drama
Ndonzwa kuda kumudza all the other sheneinegans ini coz she still thinks ndoda kudanana nemurume wake nekuhura kwaanoita ikoko

Another tricked Schoolgirl said the man lied to her that his wife died during childbirth:

Ndabva hangu kunonyorewa neexam kuprison chinhoyi kusvika mumba kuona marita vakagara namam vakangosimuka vachiti iwe hure iwe dakukumamisa 😂😂aah ko ndaisatomboziva kti mairita vapenyu dude vaindiudza kti mukadzi wavo akafa during birth akasiiwa nevana 2 😂😂apa mairita vacho vaitove neimwe mimba ndakangoti eye barita munhu wangu and mukadzi wake akafa 😂😂kubvunza ghiri kuti ko se usina kundiudza kti unemukadzi hanzi wakazhangandira saka zvaive zvisina bsa

Another woman said she was tricked by a man with two wives:

I didn’t know anything pandakazviziva ndobva ndasiyana naye 2months later the wife went thru the guy’s bank statement kwaakuwona # yangu kuti yaimbotumirwa mari, when she confronted me ndakangomuudza straight kuti munhu iyeye takasiyana zvikanzi manje kana muchiri kudanana gara waziva kuti ane vakadzi 2 already ndikati so imi muri vechingani zvikanzi 2 ini aaah ityai Mwari imi🤣🤣🤣🤣 apa karume kacho kukawudza hanzi “siyana naye anorwara nebrain dai watomuudza kuti tichiri tese iye haana kutora murume wemunhu”
🙄 varume kaa denga riri kure nemi shame.

Another woman said she was confronted by the wife at work!

Ndakazoona vauya kubasa kwangu vakadungamidzana murume nemukadzi. The wife was pushing murume saying “tell her tell her”. Then the dude said “I have a wife, she is my wife”. Ini hezvo asi munopenga. Yowe ndakadenha mago mai vaya vakatanga kupopota vachijambajamba and I was like I don’t have energy for such drama ndinonyarirepiko nemarema mairi aya. I simply called security that when they left. But vakadongerera nepawindow yemota shouting ” ndirikudzoka uchafambira mudenga”

I am in love with him

One woman said she only found out after five years when she was already in love and she is not going anywhee!

Ndakazoziva ndatonyura murudo 5 years later tichipo I ain’t going nowhere

Another woman said she is loving the relationship and is becoming a second wife. 

so inini ndirikutoziva hangu im officially becoming 2nd wife .handisi hangu munhu wedrama maiguru ndototaura navo bhoo bhoo ivo ndivo vanongonditi ndoita juju coz ndodiwa but no i dont do juju ,im pregnant 🤰 4months and getting married in May .varume vashoma so tingadiii.i thot it would end in tears but nah its ending in marriage.

we divided our husband into 4days ….

He was married, but didn’t want me to have a boyfriend 

Ndakati sorry ididn’t know he was married apa iknew zvangu, we continued zvedu ndakazovasiya Mhofu vacho cause vavakusada ndiite bf vavakuda kundiita 2nd wife

We fell in love when they were on seperation. 

takadanana varipaseparation but the moment they got back together i knew it saka ndakazongosudurukawo semunhu aenda kutereti… but kusiya kwakaoma trust me.

She says married men are the best lovers. 

Murume wemunhu anonaka weduwee unonyeperwa kusvika wabvuma uchipihwa love yemu firimu

He is mine too

I dated one married guy in my life and we still dating hedu zvese bhoo..inini situation yangu ndinongoti Maiguru murume wavo legally because Maiguru vanogara out of Harare and murume wavo is always in Harare staying with me..Maiguru vanenge vachingonzi I’m hustling kuti hupenyu hwuite..vakaenda kumba kwavo havaite more than 2 days variko😹🙌🏾..vanenge vatodzoka kwandiri..ivo vakatumirwa Mari ini ndobva ndatopihwa yangu ende dzakafanana same amount..mota takatengerwa dzakafanana tho Maiguru doesn’t know..Christmas,vale,Easter zvese tinenge tiri tese gules vachinzi ndikuhustler..zvedu hazvisati zvadhakwa zvikufaya.

We have been in love for over 5 year. 

Since 2016 nhanhasi achiri kundida, kana muchifunga kuti ndikunyepa mubvunzei anonzi Kudzi

Sad Stories – Unbelievable 

Sad Story – He rented a house and made her believe it was his home! 

1.got a Job kumaprazi out of town, And ndasanganawo nablaz who worked for our sister company and we both worked in accounts.. so mukushanda mese ka romance bloomed, haaa takadanana kani zvekuti ndandatoona NDA gohwesa bhora rangu. So where I worked kwainetsa network zvekuti we used network yekuZambia, watonokwira pagomo. So we would talk during day tirikubasa on Skype chii chii, manheru ndaakumba network dololo, so every weekend haa he would come to my place Saturday after work, Sunday odzokera. And because of network is never go kutown without letting him know kuti ndaakuya and for some reason ndaitosvika pamba and we’d sleep mumba make chaimo but no trace of a wife… nxa!!! Apa phone ndatoridza kuHarare kuti gore haripere the cows are coming home.

2.I remember I met all his friends and all his workmates, company yese imi yaitoziva kuti mwana ndewempfanha uyu, he was young, ambitious, had a bright future ahead of him kani.I was 23 and he was 27. We even went to buy “our” first car together, I had helped him save money, ndaiibatiswa, and I helped him choose the car and haa it was a fairy tale.. Then one day, munhu didn’t come ka ku weekend as usual,Hanzi “babe I’ve been called by the elders kune dare kumusha so I can’t see you this weekend” weekend yese yakapera ndakasuruwara kani wee kuti ko kwaitikei.because of no communication I had no way of knowing kuti mumwe wangu how far kwakanaka here.. I waited until the Monday, but haaa my gut feeling just told me something was wrong.

3.Lol this should actually be a series handiti? Anyway Monday comes, I get to the office early log on paSkype ka kuti ndinzwe kuti Shumba vakafamba sei, munhu no show all morning. Azoti hake kuzvi 10.00 he appears after I had started calling an ‘’bamkuru” vekubasa kuti ko how munhu aripi and no one could explain. Then he calls and he’s like babe, remember I told you kuti just after I finished high school I made a girl pregnant and akatorwa nema sisters ake vakaenda naye kuNamibia zvese nemwana because we were both young right? So vakadzoka kuZim and mwana is now 7 years Hanzi chitora mhuri yako. You guys my whole world came crushing down on me. Chinzwa manje, so ndatonzi takura mhuri yako so akauya zvese nemwana, takasvika last night.Imi ka imi… The mother***** even shed tears, Hanzi don’t worry I’ll sort out my mess. She’ll go back, I don’t love her and we were just kids.

4.We had been dating for over 14 months. He’d met my family. I’d met his brother, a whole headmaster at some school kuZaka uko and I’d speak to ana Tete vekuCapetown on a regular. We’d do grocery shopping for his mom in Zaka, though she was the only one I had not met yet. Or so I thought. So ka drama aka went on for a week, zveshuwa things changed that week, he was not himself, the calls and the little cute messages dololo… then one day nditori palunch break ndinzwe phone call yapinda on whatsapp, “ndiNancy here?” And I could hear from the tone kuti uhmm hakuna kumira mushe and I said yes who’s this? “Ndini mai Chris,” the hell is Mai Chris? Aikaka munhu aakutotanga kujamuka, ndini mukadzi waBaChris, and I genuinely didn’t know who Ba Chris was.

5.So from the shouting that’s when I later realised who BaChris was… and they didn’t just have one child, ayewa they had two, including an 18 month old. Who was the same age as our relationship na daddy vake. “ Ko I thought you were Namibia?” What Namibia, I have always been here all the time and my husband is the one who is never home all weekend, each and every weekend. Up to now I don’t know whose house we went to and lived in for those months or year and a half. You guys we were buying zvinhu zve mumba, I would buy curtains, plates and his clothes were there. No sign of someone else. It made a lot of sense though how it was always clean, because he only lived there when I was around. Ko Ana Baba vakuru at his work place who helped pull the charade? It’s 5 years now but I still do not believe that happened. I was depressed for a whole year, I immediately quit my job and came back to Harare… how would I continue in that place,? Iye he kept insisting he didn’t love her, it was a mistake… Ko mwana wechi two nhai? And you were staying with her and lying to me? Iwe murume iwewe!! Mwari ngaave newe.. and to add the confusion akanditeera kuHarare and he would haunt me, hee I love you, I want to marry you. That added to the depression because ndakamboita kamwe ka hope and kupusa chaiko believing kuti I don’t know maybe, apa his friends and colleagues didn’t help, I’d get calls from old men imi Ana baba vekuR***** trading, mazidzoro enyu, Hanzi forgive him kani mukadzi wake haana basa🤣. I saw death in my face, I almost killed my self. But haaa I’m okay now. Moved on and happy

6.So they are now on baby number 4 paye, when I left they were on two. Mai Chris vakatozoendeswa kuNursing and vaakuonekerawo. When I met her, she looked a mess, vanga vakaita kupera, she looked so rugged and I felt terrible. Here I was glowing because of her man apa ivo kunge chembere yekwani. But I’m glad me and her both survived and she seems to be in a better place with her cheating and lying husband who is always trying to find ways of contacting me to tell me how I broke his heart, yet he almost killed me kusvika Baba vangu chaivo vati “ akambonyanyokosheiko abva aite uwonde kudai, whatever he did it’s not worth it” Apa I hadn’t even told anyone why I was back home or what happened, but my parents just knew something terrible happened and I survived because of their unspoken love.

A Cheating man speaks out

A man explains how his wife discovered his secret relationship.

ini ndakamboita musikanzwa wekuita girlfriend so rimwe zuva ndakanotengera wyfie grocery ndokubva ndatenga ma nice eku girlfriend,hembe,nails,makeup ndiviga pasi pe seat mumota then ndakarara wyfie went kunovhunungura mota ndokutora tunhu tuya ndisingazive🤣 kuseni ndakamuka asipo paakadzoka akadzoka arukwa weave iya, aiswa makeup akapfeka hembe dziya apa ndaimurambidza makeup nekurukwa ,ndakashaya remuromo akanditi i saw msg ye girlfriend yako uchiti watenga zvinhu so ndakanozvitsvaga wakarara so kubva nhasi this is the new me .ndipo pakaperera zvema girlfriend